Eksodo 40:23 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Akagadzira ʋo ciŋgwa pamsoro payo pamberi paJehova, seɀakaŋga ɀarairwa Mosesi naJehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Akagadzirawo chingwa pamusoro payo pamberi paJehovha, sezvakanga zvarairwa Mosesi naJehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Akarongawo chingwa pana Tenzi sokuudzwa kwaakaitwa naTenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Akarongawo chingwa pana Tenzi sokuudzwa kwaakaitwa naTenzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 uye akaisa chingwa pamusoro payo pamberi paJehovha, sokurayirwa kwaakaitwa naJehovha. Viz kapitola |