Online Bible

- Reklamy -




Eksodo 39:27 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

27 Ʋakaitira Aroni naʋanakomana ʋake ŋguʋo dzakarukwa nomuceka wakaiȿo‐naka,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

27 Vakaitira Aroni navanakomana vake nguo dzakarukwa nomucheka wakaisvonaka,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Vakagadzirirawo Aroni navanakomana vake hanzu dzinenge dzoda kusvika mumabvi dzejira rerineni rakanakisisa,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

27 Vakagadzirirawo Aroni navanakomana vake hanzu dzinenge dzoda kusvika mumabvi dzejira rerineni rakanakisisa,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

27 Vakaitira Aroni navanakomana vake, majasi omucheka wakaisvonaka, basa romuruki,

Viz kapitola kopírovat




Eksodo 39:27

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy