Eksodo 39:10 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ʋakaisa mukati mayo misara minna yamabge, mumŋe musara waiʋa nesardio, netopasi, nekarbunkeri. Ndiwo musara wokutaŋga. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Vakaisa mukati mayo misara mina yamabwe, mumwe musara waiva nesadhio, netopasi, nekabhunakeri. Ndiwo musara wokutanga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Akaisa pairi mitsara mina yetumabwe tunokosha. Mutsara wokutanga wakanga uine katombo kerubhi netopazi neganeti. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Akaisa pairi mitsara mina yetumabwe tunokosha. Mutsara wokutanga wakanga uine katombo kerubhi netopazi neganeti. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Ipapo vakagadzira mitsara mina yamatombo anokosha pamusoro pacho. Mumutsara wokutanga makanga mune ibwe rerubhi, topazi nebheriri; Viz kapitola |