Eksodo 39:1 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ʋakaita ʋo ŋguʋo dzakarukwa ɀakanaka neɀitema, neɀishaʋa, neɀitȿuku, dzokushumira nadzo panɀimbo tȿene; ʋakaita ŋguʋo tȿene dzaAroni, seɀakaŋga ɀarairwa Mosesi naJehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Vakaitawo nguo dzakarukwa zvakanaka nezvitema, nezvishava, nezvitsvuku, dzokushumira nadzo panzvimbo tsvene; vakaita nguo tsvene dzaAroni, sezvakanga zvarairwa Mosesi naJehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Vakatora wuru yeruvara rwedenga neyeruvara rwehute netsvuku vakagadzira hanzu dzavapristi dzaipfekwa pakuita basa romunzvimbo inoera. Vakagadzira hanzu dzinoera dzaAroni, sokuudzwa kwakanga kwaitwa Mosesi naTenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Vakatora wuru yeruvara rwedenga neyeruvara rwehute netsvuku vakagadzira hanzu dzavapristi dzaipfekwa pakuita basa romunzvimbo inoera. Vakagadzira hanzu dzinoera dzaAroni, sokuudzwa kwakanga kwaitwa Mosesi naTenzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Kubva pawuru yebhuruu nepepuru netsvuku, vakaita nguo dzakarukwa dzoushumiri munzvimbo tsvene. Vakaitawo nguo tsvene dzaAroni, sokurayira kwakaita Jehovha kuna Mozisi. Viz kapitola |