Eksodo 38:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Akaita matanda omuakasia, akaafukidza nendarira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Akaita matanda omuakasia, akaafukidza nendarira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Akaveza mapango omuunga akaanamirira nendarira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Akaveza mapango omuunga akaanamirira nendarira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Vakaita mapango omuti womuunga vakaafukidza nendarira. Viz kapitola |