Eksodo 38:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Akaitira makona manna ecakarukwa cendarira ɀindori ɀinna paiʋa pokutakura napo namatanda. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Akaitira makona mana echakarukwa chendarira zvindori zvina paiva pokutakura napo namatanda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Akagadzirawo maringi mana endarira akaaisa pamakona mana esefa iyoyo yendarira mokupfekera mapango okutakurisa atari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Akagadzirawo maringi mana endarira akaaisa pamakona mana esefa iyoyo yendarira mokupfekera mapango okutakurisa atari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Vakaumba mhete dzendarira kuti dzibate mapango amakona mana echiparo chendarira. Viz kapitola |