Eksodo 38:25 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Nesirveri yaiʋo ʋakaŋga ʋaciʋereŋgwa paʋuŋgano aiʋa matarenta anezana, namashekeri anecuru cimŋe namazana manomŋe namakumi manomŋe namashanu, ɀicienzaniswa neshekeri rapaimba tȿene. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Nesirivha yaivo vakanga vachiverengwa paungano aiva matarenda ane zana, namashekeri ane chiuru chimwe namazana manomwe namakumi manomwe namashanu, zvichienzaniswa neshekeri rapaimba tsvene. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Sirivha yakaunzwa negungano ravanhu vakanga vaverengwa yairema zviuru zvitatu zvamakirogiramu zvina mazana mana ana makumi matatu amakirogiramu ari pamwero wemari yeshekeri yomuNzvimbo Inoera, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Sirivha yakaunzwa negungano ravanhu vakanga vaverengwa yairema zviuru zvitatu zvamakirogiramu zvina mazana mana ana makumi matatu amakirogiramu ari pamwero wemari yeshekeri yomuNzvimbo Inoera, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Sirivha yakawanikwa yakabva kuna avo veungano vakaverengwa pakunyorwa, yaiva matarenda zana, uye chiuru chimwe namazana manomwe namakumi manomwe namashanu amashekeri, zvichienderana neshekeri renzvimbo tsvene, Viz kapitola |