Eksodo 38:22 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Bezareri, mŋanakomana waUri, mŋanakomana waHuri, worudzi rwaJuda, wakaita ɀose ɀakaŋga ɀarairwa Mosesi naJehova, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Bhezareri, mwanakomana waUri, mwanakomana waHuri, worudzi rwaJudha, wakaita zvose zvakanga zvarairwa Mosesi naJehovha, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Bhezarieri, mwanakomana waUri, muzukuru waHuri wedzinza rokwaJudha, akagadzira zvose zvakanga zvarehwa naTenzi kuna Mosesi Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Bhezarieri, mwanakomana waUri, muzukuru waHuri wedzinza rokwaJudha, akagadzira zvose zvakanga zvarehwa naTenzi kuna Mosesi Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Bhezareri mwanakomana waUri, mwanakomana waHuri, worudzi rwaJudha, akagadzira zvose zvakarayirwa Mozisi naJehovha; Viz kapitola |