Eksodo 37:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Akaita ʋo cifunhiro cokuyananisa nendarama yakaiȿo‐naka; kureɓa kwaco kwaiʋa makubiti maʋiri nehafu, noʋupamhi bgaco kubiti rimŋe nehafu; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Akaitawo chifunhiro chokuyananisa nendarama yakaisvonaka; kureba kwacho kwaiva makubhiti maviri nehafu, noupamhi hwacho kubhiti rimwe nehafu; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Akagadzirawo hwidibiro yaro yendarama chaiyo yakanakisisa, urefu hwayo hwaiita zana ramasendimita rina masendimita gumi, hwasha hwaro huchiita makumi matanhatu amasendimita ana masendimita matanhatu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Akagadzirawo hwidibiro yaro yendarama chaiyo yakanakisisa, urefu hwayo hwaiita zana ramasendimita rina masendimita gumi, hwasha hwaro huchiita makumi matanhatu amasendimita ana masendimita matanhatu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Akagadzira chifunhiro chokuyananisa chegoridhe rakaisvonaka, makubhiti maviri nehafu pakureba uye kubhiti rimwe chete nehafu paupamhi. Viz kapitola |