Eksodo 37:29 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Akaita ʋo mafuta matȿene okuzodza nawo, neɀinonhuwira ɀakaiȿo‐naka ɀemiti inonaka, ɀikaʋa ɀakaveŋganiswa noʋucenjeri bgomuveŋganisi weɀinonhuwira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 Akaitawo mafuta matsvene okuzodza nawo, nezvinonhuwira zvakaisvonaka zvemiti inonaka, zvikava zvakavhenganiswa nouchenjeri hwomuvhenganisi wezvinonhuwira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Akagadzira mafuta anoera okuzodza nawo. Akagadzirawo rusenzi runonhuhwirira zvakanaka sezvinoita vagadziri vamafuta anonhuhwira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Akagadzira mafuta anoera okuzodza nawo. Akagadzirawo rusenzi runonhuhwirira zvakanaka sezvinoita vagadziri vamafuta anonhuhwira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Vakagadzirawo mafuta matsvene okuzodza uye nezvinonhuhwira kwazvo zvakaisvonaka, basa romuvhenganisi wezvinonhuhwira. Viz kapitola |