Eksodo 37:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 akaifukidza nendarama yakaiȿo‐naka necomukati necokunze, akaita pamsoro payo hata yendarama yakaipotedza. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 akaifukidza nendarama yakaisvonaka nechomukati nechokunze, akaita pamusoro payo hata yendarama yakaipoteredza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Rakanamirirwa nendarama chaiyo yakanakisisa mukati nokunze ndokuriitira mukombero wendarama kumusoro kwaro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Rakanamirirwa nendarama chaiyo yakanakisisa mukati nokunze ndokuriitira mukombero wendarama kumusoro kwaro. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Akaifukidza negoridhe rakaisvonaka, zvose mukati nokunze, uye akaita hata yegoridhe yakaipoteredza. Viz kapitola |