Eksodo 37:18 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 kumatiʋi aco kukaɓuɗa mataʋi matanhatu, mataʋi matatu ecigadziko kunorumŋe rutiʋi rwaco, namataʋi matatu ecigadziko kunorumŋe rutiʋi rwaco. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 kumativi acho kukabuda matavi matanhatu, matavi matatu echigadziko kuno rumwe rutivi rwacho, namatavi matatu echigadziko kuno rumwe rutivi rwacho. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Chaiva namapazi matanhatu aibva pachiri, chaiti uku matatu, uku matatu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Chaiva namapazi matanhatu aibva pachiri, chaiti uku matatu, uku matatu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Mapazi matanhatu akaiswa kubva kumativi echigadziko chomwenje, matatu kurutivi rumwe chete uye mamwe matatu kuno rumwe rutivi. Viz kapitola |