Eksodo 37:15 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Akaita matanda omuakasia, akaafukidza nendarama, kuti tafura itakurwe nawo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Akaita matanda omuakasia, akaafukidza nendarama, kuti tafura itakurwe nawo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Akaveza mapango omuunga okutakurisa teburu yacho, akaanamira nendarama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Akaveza mapango omuunga okutakurisa teburu yacho, akaanamira nendarama. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Mapango okutakura tafura akagadzirwa namatanda omuunga uye akanga akafukidzwa negoridhe. Viz kapitola |