Eksodo 37:11 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Akaifukidza nendarama yakaiȿo‐naka, akaiitira ʋo hata yendarama yakaŋga iciipotedza; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Akaifukidza nendarama yakaisvonaka, akaiitirawo hata yendarama yakanga ichiipoteredza; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Akainamirira ndarama chaiyo yakanakisisa, ndokuipendera nendarama mativi ose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Akainamirira ndarama chaiyo yakanakisisa, ndokuipendera nendarama mativi ose. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Ipapo vakaifukidza negoridhe rakaisvonaka uye vakagadzira hata yegoridhe yakaipoteredza. Viz kapitola |