Eksodo 34:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ipapo Mosesi akakurumidza kukotamisa musoro wake pasi, akafugama. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Ipapo Mosesi akakurumidza kukotamisa musoro wake pasi, akapfugama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Ipapo Mosesi akakurumidza kugwadama pasi akanamata. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Ipapo Mosesi akakurumidza kugwadama pasi akanamata. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Mozisi akakotamira pasi akanamata. Viz kapitola |