Online Bible

- Reklamy -




Eksodo 34:25 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Usaʋuya neropa reciɓayiro caŋgu pamŋe cete neciŋgwa cakaʋiriswa; ʋuye ciɓayiro comutambo wepaseka ŋgacirege kuʋata ʋusiku kuȿikira maŋgwana.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

25 “Usauya neropa rechibayiro changu pamwechete nechingwa chakaviriswa; uye chibayiro chomutambo wePasika ngachirege kuvata usiku kusvikira mangwana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 “Rega kupira ropa rechibayiro changu pamwechete nechingwa chine mbiriso. Nyama inosara pazuva guru rePasika ngairege kufuma mangwana acho ichiripo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 “Rega kupira ropa rechibayiro changu pamwechete nechingwa chine mbiriso. Nyama inosara pazuva guru rePasika ngairege kufuma mangwana acho ichiripo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 “Musapa kwandiri ropa rezvibayiro pamwe chete nechinhu chipi zvacho chine mbiriso, uye musarega chimwe chezvibayiro zvoMutambo wePasika chichisara kusvikira mangwanani.

Viz kapitola kopírovat




Eksodo 34:25

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy