Online Bible

- Reklamy -




Eksodo 33:1 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ɀino Jehova wakataura naMosesi, akati: Ibva pano, kwira, iwe naʋanhu ʋawakaɓuɗisa munyika yeEgipita, muende kunyika yandakapikira Abrahama, naIsaka, naJakobo, ndiciti, ndicaipa ʋana ʋako;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Zvino Jehovha wakataura naMosesi akati, “Ibva pano, kwira, iwe navanhu vawakabudisa munyika yeIjipiti, muende kunyika yandakapikira Abhurahamu, naIsaka, naJakobho, ndichiti, ndichaipa vana vako;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Tenzi akati kuna Mosesi, “Iwe navaIsiraeri vawakaburitsa munyika yeIjipiti, chisimukai muende kunyika yandakapikira Abhurahamu naIsaki naJakobho kuti ndichazopa vana vavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Tenzi akati kuna Mosesi, “Iwe navaIsiraeri vawakaburitsa munyika yeIjipiti, chisimukai muende kunyika yandakapikira Abhurahamu naIsaki naJakobho kuti ndichazopa vana vavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Ipapo Jehovha akati kuna Mozisi, “Ibva panzvimbo ino, iwe navanhu vawakabudisa kubva muIjipiti uye ukwidze kunyika yandakavimbisa nemhiko kuna Abhurahama, Isaka naJakobho ndichiti, ‘Ndichaipa kuzvizvarwa zvako.’

Viz kapitola kopírovat




Eksodo 33:1

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy