Online Bible

- Reklamy -




Eksodo 32:35 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

35 Jehova akaroʋa ʋanhu, nokuti ʋakaŋga ʋaita mhuru yakaitwa naAroni.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

35 Jehovha akarova vanhu, nokuti vakanga vaita mhuru yakaitwa naAroni.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

35 Tenzi akazorova vaIsiraeri neshamhu yedenda nokuti vakanga vaumba chimhuru chavakagadzirirwa naAroni.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

35 Tenzi akazorova vaIsiraeri neshamhu yedenda nokuti vakanga vaumba chimhuru chavakagadzirirwa naAroni.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

35 Uye Jehovha akarova vanhu nedenda nokuda kwezvavakaita nemhuru yakaitwa naAroni.

Viz kapitola kopírovat




Eksodo 32:35

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy