Eksodo 32:14 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ɀino Jehova akaɀiɗemba pamsoro peɀakaipa ɀaakaŋga acifuŋga kuitira ʋanhu ʋake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Zvino Jehovha akazvidemba pamusoro pezvakaipa zvaakanga achifunga kuitira vanhu vake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Naizvozvo Tenzi akabva azorega kuita zviya zvaakanga ambofunga kuita kuvanhu vake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Naizvozvo Tenzi akabva azorega kuita zviya zvaakanga ambofunga kuita kuvanhu vake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Ipapo Jehovha akazvidemba uye akarega kuuyisa njodzi yaakanga oda kuisa pamusoro pavanhu vake. Viz kapitola |