Eksodo 30:25 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 uite naɀo mafuta matȿene okuzodza nawo, ɀiʋe ɀinonhuwira ɀakaveŋganiswa noʋucenjeri bgomuveŋganisi weɀinonhuwira; aʋe mafuta matȿene okuzodza nawo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 uite nazvo mafuta matsvene okuzodza nawo, zvive zvinonhuwira zvakavhenganiswa nouchenjeri hwomuvhenganisi wezvinonhuwira; ave mafuta matsvene okuzodza nawo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 wosanganisa zvose izvozvo wogadzira mafuta anoera okuzodza sokugadzirwa kunoitwa twokuzora tunonhuhwira. Iwaya achava mafuta anoera okuzodza nawo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 wosanganisa zvose izvozvo wogadzira mafuta anoera okuzodza sokugadzirwa kunoitwa twokuzora tunonhuhwira. Iwaya achava mafuta anoera okuzodza nawo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Vhenganisa izvi kuti zvive mafuta matsvene okuzodza, anonhuhwira akavhenganiswa, basa romuvhenganisi wezvinonhuhwira. Achava mafuta matsvene okuzodza. Viz kapitola |