Online Bible

- Reklamy -




Eksodo 30:14 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Mumŋe nomumŋe unoɗarika kunaʋakaʋereŋgwa, waʋa namakore makumi maʋiri kana wapfuʋura makore iwayo, unofanira kupa Jehova cipo iceco.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 “Mumwe nomumwe unodarika kuna vakaverengwa, wava namakore makumi maviri kana wapfuura makore iwayo, anofanira kupa Jehovha chipo ichocho.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Munhu wose wose anenge averengwa ana makore makumi maviri kana anoraudza ipapo ngaabvise mupiro iwoyo weni Tenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Munhu wose wose anenge averengwa ana makore makumi maviri kana anoraudza ipapo ngaabvise mupiro iwoyo weni Tenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Vose vanoyambuka, vaya vana makore makumi maviri kana anopfuura iwayo, vanofanira kupa chipiriso kuna Jehovha.

Viz kapitola kopírovat




Eksodo 30:14

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy