Eksodo 3:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ɀino tarira, kucema kwaʋana ʋaIsraeri kwakaȿika kwandiri, ndaʋona kutambudzwa kwaʋanotambudzwa nako naʋaEgipita. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Zvino tarira, kuchema kwavana vaIsiraeri kwasvika kwandiri, ndaona kutambudzwa kwavanotambudzwa nako navaIjipiti. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Zvino chinzwa, kuchema kwevaIsiraeri ndakunzwa, uye ndaona kutambudzwa kwavari kuitwa navaIjipiti. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Zvino chinzwa, kuchema kwevaIsiraeri ndakunzwa, uye ndaona kutambudzwa kwavari kuitwa navaIjipiti. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Uye zvino kuchema kwavaIsraeri kwasvika kwandiri, uye ndaona nzira yavanotambudzwa nayo navaIjipita. Viz kapitola |