Eksodo 3:10 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Naiɀoɀo ɀino ʋuya ndikutume kunaFarao, kuti undoɓuɗisa ʋanhu ʋaŋgu, ʋana ʋaIsraeri muEgipita. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Naizvozvo zvino uya ndikutume kuna Farao, kuti undobudisa vanhu vangu, vana vaIsiraeri muIjipiti.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Saka zvino chiuya ndikutume kuna Farao, kundoburitsa vanhu vangu vaIsiraeri muIjipiti.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Saka zvino chiuya ndikutume kuna Farao, kundoburitsa vanhu vangu vaIsiraeri muIjipiti.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Saka chienda, zvino, ndiri kukutuma kuna Faro kuti undobudisa vanhu vangu vaIsraeri kubva muIjipiti.” Viz kapitola |