Eksodo 29:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ɀino uʋuyise ʋo ʋanakomana ʋake, uʋafukidze majasi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 “Zvino uuyisewo vanakomana vake, uvafukidze majasi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 “Unofanira kuunzawo vana vake vakomana uvapfekedze hanzu dzinoda kusvika mumabvi, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 “Unofanira kuunzawo vana vake vakomana uvapfekedze hanzu dzinoda kusvika mumabvi, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Uye vanakomana vake ugovapfekedza majasi Viz kapitola |