Eksodo 29:39 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 Rimŋe gwaiana unofanira kuriɓayira maŋgwanani, rimŋe gwaiana unofanira kuriɓayira maɗekwana. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200239 Rimwe gwayana unofanira kuribayira mangwanani, rimwe gwayana unofanira kuribayira madekwana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Imwe unoipira mangwanani, imwewo wozoipira kumanheru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona39 Imwe unoipira mangwanani, imwewo wozoipira kumanheru. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi39 Ubayire rimwe chete mangwanani uye nerimwe chete madekwana. Viz kapitola |