Eksodo 29:35 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Unofanira kuitira Aroni naʋanakomana ʋake saiɀoɀo, ɀose seɀandakakuraira; uite mazuʋa manomŋe uciʋagadza. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200235 “Unofanira kuitira Aroni navanakomana vake saizvozvo, zvose sezvandakuraira; uite mazuva manomwe uchivagadza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 “Ndozvauchaita pakugadza Aroni navanakomana vake uchitevera zvose zvandakuudza. Kuvagadza kwaunoita kunofanira kutora mazuva manomwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona35 “Ndozvauchaita pakugadza Aroni navanakomana vake uchitevera zvose zvandakuudza. Kuvagadza kwaunoita kunofanira kutora mazuva manomwe. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 “Uitire Aroni navanakomana vake zvinhu zvose zvandakakurayira, uchitora mazuva manomwe okuvagadza. Viz kapitola |