Eksodo 29:32 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Aroni naʋanakomana ʋake ŋgaʋadye nyama yegondobge, neciŋgwa ciri muɗeŋgu pamukoʋa wetente rokusoŋgana. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 Aroni navanakomana vake ngavadye nyama yegondohwe, nechingwa chiri mudengu pamukova wetende rokusangana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Aroni navanakomana vake vadyire nyama iyoyo pamwechete nechingwa chiya chakasara chiri mutswanda, kumusuo kwetendhe rokusanganira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 Aroni navanakomana vake vadyire nyama iyoyo pamwechete nechingwa chiya chakasara chiri mutswanda, kumusuo kwetendhe rokusanganira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Aroni navanakomana vake vanofanira kudya nyama yegondobwe uye nechingwa chiri mudengu vari pamukova wokupinda paTende Rokusangana. Viz kapitola |