Eksodo 29:1 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino ndico cinhu caunofanira kuʋaitira kuti uʋaite ʋatȿene, ʋandishumire paɓasa roʋuprista: Utore nzombe imŋe ɗuku; namakondobge maʋiri asinemhoȿa, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 “Zvino ndicho chinhu chaunofanira kuvaitira kuti uvaite vatsvene, vandishumire pabasa roupristi: Utore nzombe imwe duku; namakondohwe maviri asina mhosva, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 “Izvi ndizvo zvauchaita kuna Aroni navanakomana vake paunovateketerera kwandiri kuti vandiitire basa roupristi. Unotora handira ichiri duku imwechete nehondohwe mbiri dzisina chinoshoreka padziri, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 “Izvi ndizvo zvauchaita kuna Aroni navanakomana vake paunovateketerera kwandiri kuti vandiitire basa roupristi. Unotora handira ichiri duku imwechete nehondohwe mbiri dzisina chinoshoreka padziri, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 “Izvi ndizvo zvaunofanira kuita kuti uvanatse, kuti vandishumire savaprista: Utore hando duku namakondobwe maviri asina chinongo. Viz kapitola |