Eksodo 28:14 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 neɀiketani ɀiʋiri ɀendarama yakaiȿo‐naka; uɀiite sorwonzi rwakakoshwa, ugoisa ɀiketani iɀo ɀakamoniwa paɀiruʋa iɀoɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 nezviketani zviviri zvendarama yakaisvonaka; uzviite sorwonzi rwakakoswa, ugoisa zviketani izvo zvakamoniwa pazviruva izvozvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 wozogadzira tucheni tuviri twakakoswa twendarama chaiyo yakanakisisa unamatidze tucheni twakakoswa itwotwo patusefa twesimbi twacho. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 wozogadzira tucheni tuviri twakakoswa twendarama chaiyo yakanakisisa unamatidze tucheni twakakoswa itwotwo patusefa twesimbi twacho. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 uye nengetani mbiri dzakarukwa setambo negoridhe rakaisvonaka, ugobatanidza ngetani nezvirukwa. Viz kapitola |