Eksodo 27:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Unofanira kuiitira ʋo cakarukwa cendarira cakarukwa samambure; pamambure uite ɀindori ɀinna ɀendarira pamakona awo manna. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Unofanira kuiitirawo chakarukwa chendarira chakarukwa samambure; pamambure uite zvindori zvina zvendarira pamakona awo mana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Uyezve uigadzirire sefa yendarira. Pasefa iyoyo isa maringi mana endarira pamakona ayo mana, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Uyezve uigadzirire sefa yendarira. Pasefa iyoyo isa maringi mana endarira pamakona ayo mana, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Uyiitire chiparo, sefa yendarira, uye ugoita mhete yendarira pakona imwe neimwe yesefa. Viz kapitola |