Online Bible

- Reklamy -




Eksodo 26:18 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Unofanira kuita mapuraŋga etabernakeri, mapuraŋga anamakumi maʋiri okurutiʋi rwezasi, anotarira zasi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Unofanira kuita mapuranga etabhenakeri, mapuranga ana makumi maviri kurutivi rwezasi, anotarira zasi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Unogadzirawo mapango makumi maviri okumisisa tendhe rinoera kumaodzanyemba,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Unogadzirawo mapango makumi maviri okumisisa tendhe rinoera kumaodzanyemba,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Uite mapuranga makumi maviri okurutivi rwezasi rwetabhenakeri

Viz kapitola kopírovat




Eksodo 26:18

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy