Eksodo 26:13 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ʋuye kubiti rimŋe panorumŋe rutiʋi, nekubiti rimŋe panorumŋe rutiʋi ɀe, ɀakasara pakureɓa kwamacira etente, ŋgaɀirembere panhiʋi dzetabernakeri necoʋuno necokoko, kuifukidza. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Uye kubhiti rimwe panorumwe rutivi, nekubhiti rimwe panorumwe rutivizve, zvakasara pakureba kwamachira etende, ngazvirembere panhivi dzetabhenakeri nechouno nechokoko, kuifukidza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Jira rapadenga rinofanira kupfuurira hwasha hwedenga richiti uku ropfuurira namasendimita makumi mashanu, ukuwo ropfuurira namasendimita makumi mashanu rorembera kumativi maviri kuti rifukidze tendhe rinoera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Jira rapadenga rinofanira kupfuurira hwasha hwedenga richiti uku ropfuurira namasendimita makumi mashanu, ukuwo ropfuurira namasendimita makumi mashanu rorembera kumativi maviri kuti rifukidze tendhe rinoera. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Zvidzitiro zvetende zvinofanira kurebesa nekubhiti rimwe chete pamativi ose ari maviri; zvinenge zvasara zvinofanira kurembera pamativi etabhenakeri kuti zvigoifukidza. Viz kapitola |