Online Bible

- Reklamy -




Eksodo 26:11 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Uite ʋo ɀikorekedzo ɀinamakumi mashanu ɀendarira, ugoisa ɀikorekedzo muɀiswe, uɓatanidze tente pamŋe cete, ciʋe cinhu cimŋe cete.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Uitewo zvikorekedzo zvina makumi mashanu zvendarira, ugoisa zvikorekedzo muzvishwe, ubatanidze tende pamwechete chive chinhu chimwe chete.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Unozogadzira zvokukochekeresa nazvo makumi mashanu zvendarira, ukochekedze machira maviri aye muzvishwe ave rimwechete.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Unozogadzira zvokukochekeresa nazvo makumi mashanu zvendarira, ukochekedze machira maviri aye muzvishwe ave rimwechete.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Ipapo ugoita zvikorekedzo zvendarira makumi mashanu ugozviisa muzvishwe kuti zvibatanidze tende pamwe chete chigova chinhu chimwe chete.

Viz kapitola kopírovat




Eksodo 26:11

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy