Online Bible

- Reklamy -

Eksodo 2:21 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Mosesi akatenda kugara nomunhu uyo; akapa Mosesi mukunda wake Zipora.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Mosesi akatenda kugara nomunhu uyo; akapa Mosesi mukunda wake Zipora.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Mosesi akagutsikana kugara nomurume uyu. Iye akazopa Mosesi mwana wake Zipora kuti ave mukadzi wake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Mosesi akagutsikana kugara nomurume uyu. Iye akazopa Mosesi mwana wake Zipora kuti ave mukadzi wake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 Mozisi akabvuma kugara nomurume uyu, uyo akazopa mwanasikana wake Zipora kuna Mozisi kuti ave mukadzi wake.

Viz kapitola kopírovat

Eksodo 2:21

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy