Online Bible

- Reklamy -




Eksodo 16:27 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

27 Ɀino nezuʋa recinomŋe ʋamŋe ʋakaɓuɗa kundoɀiʋuŋganidza, asi haʋana‐kuwana cinhu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

27 Zvino nezuva rechinomwe vamwe vakabuda kunozviunganidza, asi havana kuwana chinhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Pazuva rechinomwe vamwe vakaenda vachida kundononga chingwa chiya asi hapana chavakawana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

27 Pazuva rechinomwe vamwe vakaenda vachida kundononga chingwa chiya asi hapana chavakawana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

27 Kunyange zvakadaro hazvo, vamwe vanhu vakabuda kundounganidza nezuva rechinomwe, asi havana chavakawana.

Viz kapitola kopírovat




Eksodo 16:27

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy