Online Bible

- Reklamy -




Eksodo 16:22 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Nezuʋa retanhatu ʋaiʋuŋganidza ciŋgwa ʋaciita ɀiyero ɀiʋiri, mumŋe nomumŋe omeri mbiri; ɀino ʋakuru ʋose ʋeʋuŋgano ʋakaʋuya kuzoʋudza Mosesi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Nezuva retanhatu vaiunganidza chingwa vachiita zviyero zviviri, mumwe nomumwe omeri mbiri; zvino vakuru vose veungano vakauya kuzoudza Mosesi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Pazuva rechitanhatu vakanonga chingwa chamazuva maviri, mumwe nomumwe marita mana. Vatungamiriri vose vevaIsiraeri vakauya vakazvisvitsa kuna Mosesi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Pazuva rechitanhatu vakanonga chingwa chamazuva maviri, mumwe nomumwe marita mana. Vatungamiriri vose vevaIsiraeri vakauya vakazvisvitsa kuna Mosesi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Pazuva rechitanhatu, vakaunganidza zviyero zviviri, maomeri maviri pamunhu mumwe nomumwe, uye vatungamiri veungano vakauya vakazivisa izvi kuna Mozisi.

Viz kapitola kopírovat




Eksodo 16:22

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy