Online Bible

- Reklamy -




Eksodo 14:30 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

30 Jehova akarwira ʋaIsraeri saiɀoɀo nomusi iwoyo pamaʋoko aʋaEgipita; ʋaIsraeri ʋakaʋona ʋaEgipita ʋakaŋga ʋafa pamhenderekedzo dzeguŋgwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

30 Jehovha akarwira vaIsiraeri saizvozvo nomusi iwoyo pamaoko avaIjipiti; vaIsiraeri vakaona vaIjipiti vakanga vafa pamhenderekedzo dzegungwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 Pazuva iroro, Tenzi ndiko kuponesa kwaakaita vaIsiraeri vakanga vateverwa navaIjipiti. VaIsiraeri vakazoona zvitunha zvavaIjipiti vaya kumahombekombe kwegungwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

30 Pazuva iroro, Tenzi ndiko kuponesa kwaakaita vaIsiraeri vakanga vateverwa navaIjipiti. VaIsiraeri vakazoona zvitunha zvavaIjipiti vaya kumahombekombe kwegungwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

30 Zuva iroro Jehovha akaponesa vaIsraeri kubva mumaoko avaIjipita, uye vaIsraeri vakaona vaIjipita vakanga vafa pamahombekombe.

Viz kapitola kopírovat




Eksodo 14:30

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy