Online Bible

- Reklamy -




Eksodo 14:15 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Ɀino Jehova akati kunaMosesi: Unoɗanidzireiko kwandiri? Ʋudza ʋana ʋaIsraeri kuti ʋapfuʋurire mberi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Unodanidzireiko kwandiri? Udza vana vaIsiraeri kuti vapfuurire mberi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Tenzi akati kuna Mosesi, “Uri kuchemereiko kwandiri? Udza vaIsiraeri kuti varambe vachifamba.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Tenzi akati kuna Mosesi, “Uri kuchemereiko kwandiri? Udza vaIsiraeri kuti varambe vachifamba.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Ipapo Jehovha akati kuna Mozisi, “Seiko uchidanidzira kwandiri? Taurira vaIsraeri kuti vapfuurire mberi.

Viz kapitola kopírovat




Eksodo 14:15

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy