Eksodo 12:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 ɀino muriceŋgete kuȿikira pazuʋa regumi namanna romŋedzi, ipapo ʋuŋgano yose yaʋanhu ʋose ʋaIsraeri ŋgaʋariʋuraye maɗekwana. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 zvino murichengete kusvikira pazuva regumi namana romwedzi, ipapo ungano yose yavanhu vose vaIsiraeri ngavariuraye madekwana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Ichengetei kusvikira pazuva regumi nechina romwedzi iwoyu. Ipapo gungano rose ravaIsiraeri ndipo parichauraya hwayana dzacho, zuva richangodoka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Ichengetei kusvikira pazuva regumi nechina romwedzi iwoyu. Ipapo gungano rose ravaIsiraeri ndipo parichauraya hwayana dzacho, zuva richangodoka. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Muzvichengete kusvikira pazuva regumi namana romwedzi, ipapo ungano yose yeIsraeri inofanira kuzviuraya panguva yamadekwana. Viz kapitola |