Eksodo 12:25 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ɀino kana mucizoȿika panyika yamucapiwa naJehova, seɀaakakupikirai, muceŋgete ɓasa iri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Zvino kana muchizosvika panyika yamuchapiwa naJehovha, sezvaakakupikirai, muchengete basa iri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Kana mazosvika kunyika yamakatsidzirwa kupiwa naTenzi, chengetai zuva guru irori. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Kana mazosvika kunyika yamakatsidzirwa kupiwa naTenzi, chengetai zuva guru irori. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Pamunopinda munyika yamuchapiwa naJehovha sezvaakavimbisa, mucherechedze chirevo ichi. Viz kapitola |