Online Bible

- Reklamy -




Eksodo 12:10 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Musasiya cimŋe caro kuȿikira maŋgwana; ɀose ɀaro ɀinosara kuȿikira maŋgwana muɀipise nomŋoto.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Musasiya chimwe charo kusvikira mangwana; zvose zvaro zvinosara kusvikira mangwana muzvipise nomoto.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Ngavarege kusiya imwe nyama yamangwana. Kana pane inenge yasara kusvikira mangwana acho ngaipiswe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Ngavarege kusiya imwe nyama yamangwana. Kana pane inenge yasara kusvikira mangwana acho ngaipiswe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Musasiya kana chimwe charo kusvikira mangwanani; kana zvimwe zvikasara kusvikira mangwanani, munofanira kuzvipisa.

Viz kapitola kopírovat




Eksodo 12:10

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy