Eksodo 11:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Jehova akati kunaMosesi: Farao haaŋgakutereriyi kuti ɀishamiso ɀaŋgu ɀiwanzwe panyika yeEgipita. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Jehovha akati kuna Mosesi, “Farao haangakuteerereyi kuti zvishamiso zvangu zviwanzwe panyika yeIjipiti.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Tenzi akanga amboudza Mosesi achiti, “Farao acharamba asinganzwi zvauchamutaurira kuitira kuti ini ndiite zviratidzo zvangu zvakawanda zvinoshamisa munyika yeIjipiti.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Tenzi akanga amboudza Mosesi achiti, “Farao acharamba asinganzwi zvauchamutaurira kuitira kuti ini ndiite zviratidzo zvangu zvakawanda zvinoshamisa munyika yeIjipiti.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Jehovha akanga ati kuna Mozisi, “Faro acharamba kukuteerera, kuitira kuti zvishamiso zvangu zviwande muIjipiti.” Viz kapitola |