Eksodo 11:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ɀino Mosesi akati: Ɀanzi naJehova: Kana paʋa pakati poʋusiku, ndicaɓuɗa ndikafamba napakati peEgipita; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Zvino Mosesi akati, “Zvanzi naJehovha, ‘Kana pava pakati pousiku, ndichabuda ndikafamba napakati peIjipiti; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Mosesi akati, “Zvanzi naTenzi, ‘Nhasi uno pakati pousiku ndichapfuura nomuIjipiti. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Mosesi akati, “Zvanzi naTenzi, ‘Nhasi uno pakati pousiku ndichapfuura nomuIjipiti. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Saka Mozisi akati, “Zvanzi naJehovha: ‘Pakati pousiku ndichafamba napakati peIjipiti. Viz kapitola |