Online Bible

- Reklamy -




Eksodo 10:11 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Haiȿa! Imi ʋarume endai henyu, mundonamata Jehova, nokuti ndiɀo ɀamakumbira. Ʋakadziŋgwa pamberi paFarao.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Haisa! Imi varume endai henyu, mundonamata Jehovha, nokuti ndizvo zvamakumbira.” Vakadzingwa pamberi paFarao.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Hazvimboitika! Vanhurume chete ndivo vachaenda kundonamata Tenzi. Inga ndizvo zvamanga muchida wani!” Pakarepo Mosesi naAroni vakadzingwa pana Farao.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Hazvimboitika! Vanhurume chete ndivo vachaenda kundonamata Tenzi. Inga ndizvo zvamanga muchida wani!” Pakarepo Mosesi naAroni vakadzingwa pana Farao.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Kwete! Varume chete ngavaende; vandonamata Jehovha, sezvo zviri izvo zvamanga muchikumbira.” Ipapo Mozisi naAroni vakadzingwa pamberi paFaro.

Viz kapitola kopírovat




Eksodo 10:11

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy