Eksodo 10:10 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Iye akati kwaʋari: Jehova ŋgaaʋe nemi kana ini ndikatoŋgokutenderai kuenda, imi nepxere dzenyu! Cenjerai, nokuti muneŋge munofuŋga ɀakaipa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Iye akati kwavari, “Jehovha ngaave nemi kana ini ndikatongokutenderai kuenda, imi nepwere dzenyu! Chenjerai, nokuti munenge munofunga zvakaipa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Mambo akavatsanangurira achiti, “Kana zvikaitika kuti ndikubvumidzei kuenda zvenyu navana venyu, kubva Tenzi wacho iyeyo ngaave nemika. Chionaika zvamuri kuronga zvakaipa kwazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Mambo akavatsanangurira achiti, “Kana zvikaitika kuti ndikubvumidzei kuenda zvenyu navana venyu, kubva Tenzi wacho iyeyo ngaave nemika. Chionaika zvamuri kuronga zvakaipa kwazvo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Faro akati, “Jehovha ngaave nemi, kana ndikakutenderai kuenda, pamwe chete navakadzi navana venyu! Zviri pachena kuti imi muri kuda kuita zvakaipa. Viz kapitola |