Danieri 9:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Haiwa, Ishe, kururama kuri kwamuri, asi kwatiri isu kunyara kweɀiso ɀeɗu, sapazuʋa ranhasi; kuʋanhu ʋaJuda, nokunaʋagere Jerusarema, nokuʋaIsraeri ʋose, ʋari pedyo naʋari kure, panyika dzose kwamakaʋadziŋgira, nemhaka yokuɗarika kwaʋakakuɗarikirai imi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Aiwa, Ishe, kururama kuri kwamuri, asi kwatiri isu kunyara kwezviso zvedu, sapazuva ranhasi; kuvanhu vaJudha, nokuna vagere Jerusaremu, nokuvaIsiraeri vose, vari pedyo navari kure, panyika dzose kwamakavadzingira, nemhaka yokudarika kwavakakudarikirai imi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Imimi Tenzi, ndimi muridzi woururami asi isusu, uso inyadzi dzoga dzoga sezvazviri pari nhasi kuvanhu vokwaJudha kuvagari veJerusaremu nokuIsiraeri yose zvayo vari padyo navari kure chaiko kunyika dzose zvadzo kwamakavadzingira pamusana pounyengedzi hwavakaita kwamuri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Imimi Tenzi, ndimi muridzi woururami asi isusu, uso inyadzi dzoga dzoga sezvazviri pari nhasi kuvanhu vokwaJudha kuvagari veJerusaremu nokuIsiraeri yose zvayo vari padyo navari kure chaiko kunyika dzose zvadzo kwamakavadzingira pamusana pounyengedzi hwavakaita kwamuri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 “Ishe, imi makarurama, asi nhasi takafukidzwa nenyadzi, vanhu veJudha navanhu veJerusarema navaIsraeri vose, vari pedyo navose vari kure, munyika dzose kwamakatiparadzira nokuda kwokusatendeka kwedu kwamuri. Viz kapitolaShona BIBLE7 Aiwa, Ishe, kururama kuri kwamuri, asi kwatiri isu kunyara kwezviso zvedu, sapazuva ranhasi; kuvanhu vaJudha, nokuna vagere Jerusaremu, nokuVaIsiraeri vose, vari pedyo navari kure, panyika dzose kwamakavadzingira, nemhaka yokudarika kwavakakudarikirai imi. Viz kapitola |