Danieri 9:22 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Akandiɗudzira, akataura neni, akati: Danieri, ndaʋuya ɀino kukuʋigira njere nokunzwisisa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Akandidudzira, akataura neni, akati, ‘Dhanieri, ndauya zvino kukuvigira njere nokunzwisisa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Akanditsanangurira achiti: “Dhanieri, chandabudira iye zvino kuzokupa ungwaru nokunzwisisa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Akanditsanangurira achiti: “Dhanieri, chandabudira iye zvino kuzokupa ungwaru nokunzwisisa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Akandirayira uye akati kwandiri, “Dhanieri, ndauya zvino kuzokupa njere nokunzwisisa. Viz kapitolaShona BIBLE22 Akandidudzira, akataura neni, akati, ‘Dhanieri, ndauya zvino kukuvigira njere nokunzwisisa. Viz kapitola |