Online Bible

- Reklamy -




Danieri 8:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Ikaȿika pagondobge, raiʋa nenyaŋga mbiri, randakaʋona rimire pamberi porwizi, ikamhanyira kwariri nehasha dzesimba rayo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Ikasvika pagondohwe, raiva nenyanga mbiri, randakaona rimiri pamberi porwizi, ikamhanyira kwariri nehasha dzesimba rayo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Gotora riya rakasvika kuhondohwe iya yaiva nenyanga mbiri yandakanga ndamboona imire kumahombekombe kwerwizi kuya. Rakamhanyira kwairi nehasha dzakanyanya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Gotora riya rakasvika kuhondohwe iya yaiva nenyanga mbiri yandakanga ndamboona imire kumahombekombe kwerwizi kuya. Rakamhanyira kwairi nehasha dzakanyanya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Yakauya yakananga kugondobwe raiva nenyanga mbiri randakanga ndaona rimire parutivi rwomugero ndokuritunga zvine hasha kwazvo.

Viz kapitola kopírovat

Shona BIBLE

6 Ikasvika pagondohwe, raiva nenyanga mbiri, randakaona rimire pamberi porwizi, ikamhanyira kwariri nehasha dzesimba rayo.

Viz kapitola kopírovat




Danieri 8:6

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy