Online Bible

- Reklamy -

Danieri 8:27 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

27 Ini Danieri ndikapera simba, ndikarwara mazuʋa; ipapo ndikamuka, ndikaɓata maɓasa amambo, ndikashamiswa neɀandakaratidzwa, asi kwakaŋga kusinomunhu waiɀinzwisisa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

27 “Ini Dhanieri ndikapera simba, ndikarwara mazuva; ipapo ndikamuka, ndikabata mabasa amambo, ndikashamiswa nezvandakaratidzwa, asi kwakanga kusina munhu waizvinzwisisa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Zvino ini Dhanieri ndakadumbirwa nazvo ndikarara ndava kurwara kwamazuva mazhinji. Ndakazomuka zvangu ndikafamba nenyika ndichiita basa rokwamambo. Asi ndakadumbirwa mumwoyo nechiratidzo ichocho pasina kchandanzwisisa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

27 Zvino ini Dhanieri ndakadumbirwa nazvo ndikarara ndava kurwara kwamazuva mazhinji. Ndakazomuka zvangu ndikafamba nenyika ndichiita basa rokwamambo. Asi ndakadumbirwa mumwoyo nechiratidzo ichocho pasina kchandanzwisisa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

27 Ini, Dhanieri, ndakapera simba ndikarwara kwamazuva mazhinji. Ipapo ndakamuka hangu ndikandobata basa ramambo. Ndakatyiswa nechiratidzo; chakanga chisinganzwisisike.

Viz kapitola kopírovat

Shona BIBLE

27 “Ini Dhanieri ndikapera simba, ndikarwara mazuva; ipapo ndikamuka, ndikabata mabasa amambo, ndikashamiswa nezvandakaratidzwa, asi kwakanga kusina munhu waizvinzwisisa.

Viz kapitola kopírovat

Danieri 8:27

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy