Online Bible

- Reklamy -

Danieri 8:20 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Gondobge rawakaʋona, rakaŋga rinenyaŋga mbiri, ndiwo madzimambo aʋaMedia naʋaPersia.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

20 “Gondohwe rawakaona, rakanga rine nyanga mbiri, ndiwo madzimambo avaMedhia navaPeresia.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 “Zvehondohwe yawaona iya ine nyanga mbiri, ndiwo madzimambo avaMidhi navaPezhia.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 “Zvehondohwe yawaona iya ine nyanga mbiri, ndiwo madzimambo avaMidhi navaPezhia.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Gondobwe rine nyanga rawakaona rinomirira madzimambo eMedhia nePezhia.

Viz kapitola kopírovat

Shona BIBLE

20 “Gondohwe rawakaona, rakanga rine nyanga mbiri, ndiwo madzimambo avaMedhia navaPeresia.

Viz kapitola kopírovat

Danieri 8:20

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy